Educated woman most of who are better employed and wedded are criminals they lack respect Creating problem that leads to devices so that they share the husband's wealth ,because they take advantage of marriage certificate . Education without wisdom is foolishness .
but the level of disinterest the girl has even from the first episode is just so appalling, anondinzwisa hasha mukadzi uyu , she's so rude behind those fake laughs
Aiwa musikana haadi mukomana, so musamanikidzira zvinhu. Mukomana ane munhu wake ,. Munhu ne munhu kumba kwa mai vake, tatopedza. zvimwe izvo ratova drama ramakuda kutiitira. vochengeta mwana arikwaari ikoko
Marriage between the two is not advisable. BUT I would say it would be advisable for the girl to work towards getting a second child from this man. Kuti vana vaite mutupo mumwechete. And if she commits to getting a second child then I would advise the young man to consider marriage because the girl would have shown she is now serious about him.
As it is musikana achiri mukadzi wemumwe murume. Murume nde uya wemuepisode yekutanga. Uyu chikomba ichi. Nyangwe akaroora zvakaita zvazvakaita izvi murume anenge achingouya kumukadzi wake.
baby fever woyeeeee
Tete vemukomana u deserve a medal
Msikana anongoseka Seka kunge nzenza aah
Ndovanodzi tete avo. Vanobathanidza and fights for mzukuru wavo❤❤
I don't trust boy's auntie, sounds like she can stop him from staying with the mother of his son.
Educated woman most of who are better employed and wedded are criminals they lack respect Creating problem that leads to devices so that they share the husband's wealth ,because they take advantage of marriage certificate . Education without wisdom is foolishness .
Tinashe kaa hanz haasiike here munhu uyu 😂😂😂😂😂😂 kut angogara namai wemwana chete
DNA on another level, if it wasn't the DNA era this child would be in the wrong family.
The decision taken by the guy is perfect.
Tete wekumusikana don't push people to engage where things are not matching.
Leave the people decide themselves.
Tete wekadhuku awo is sharp.
Tete ijekiseni, she is very beautiful ❤️.
It's complicated!
closure for sure
Kick and go…………….Kkkkkkkk
https://youtu.be/B8QdT88Wh7M
https://youtu.be/B8QdT88Wh7M
Kamusikana kanenyere yakaipa ako, kamunhu kadiki kudai kakutokonzeresa
Thumps up to this guy….One kick and its a score😅😅😅😅😅😅sando dzenyu bro😊
I like that lady she's makes nice smile ☺
Everyone needs a Tete like the mother’s Tete guys
It's the Vakadya bota ka1 for me from Mr Mugabe😂😂😂
Mukoma mkadzi wake anomuda but akanzwa advice from tete
It's the fiancée that's unaware of the current situation for me.
Finally the truth is out. A negative result brought in a positive happy result. Thank you DNA Man
but the level of disinterest the girl has even from the first episode is just so appalling, anondinzwisa hasha mukadzi uyu , she's so rude behind those fake laughs
Pakashata
Aiwa musikana haadi mukomana, so musamanikidzira zvinhu. Mukomana ane munhu wake ,. Munhu ne munhu kumba kwa mai vake, tatopedza. zvimwe izvo ratova drama ramakuda kutiitira. vochengeta mwana arikwaari ikoko
eish imagine uriwe musikana wemukomana uyu, tinashe achiti hamugone kumusiya here kkkk haa ini ndobva ndatotizira musi iwoyo coz mkomana anotobaya wakasvinura se matemba🤣🤔
Thanks tete mataura zvakanaka chaizvooo zvinoitakuti mwana akure zvakanakaa
I wish every Tete was like this😊😊
It's the last pose for me😅😅😅
I like the mother's auntie. She likes to build. Well done to her.
thats not it made it to the intro 🤩🤣🤣🤣
I'm footing for these two together, imi dzokeranai imi nhai nhai😊
Kana waona Vent iyo ka
Mainin vanenge nzenza.
Imagine if the current guy's girlfriend is watching this episode asina kuudzwa nezvazo
We should sit down and discuss kuti vanhu pavanopihwa bepa iro do they really understand 😂
Kumba nekuchikoro kwandakaenda answer yekuti hapana yairovesa
Marriage between the two is not advisable. BUT I would say it would be advisable for the girl to work towards getting a second child from this man. Kuti vana vaite mutupo mumwechete. And if she commits to getting a second child then I would advise the young man to consider marriage because the girl would have shown she is now serious about him.
As it is musikana achiri mukadzi wemumwe murume. Murume nde uya wemuepisode yekutanga. Uyu chikomba ichi. Nyangwe akaroora zvakaita zvazvakaita izvi murume anenge achingouya kumukadzi wake.
Mufana imarksman uyu. Haapotsi.
Shame zvakaoma hazvo pheeew