27 Comments

  1. Vaimbi ngavaite contribution kugadzirisa nyika vatimuridzirewo vaimbi valapiwa Mota ngavaite zvinoyamura nyika kwete kungoisa mari dzavo muhomwe nemhuri dzavo I've vachiwana support kuvanhu vasina zvavanoitira pedze vopiwa Mota varombo chambered hadziwani rubatsiro munyika kana cent old age from 70 years ngavapiwe 100 USA mwedzi wega wega mati kuchembere neharahwa from 70 years 100 usa pamunhu kwete kupa vana macheso vane mari dzavo migwagwa hakuna yakafa

  2. Nyika yaora haisisina anoigadzira corruption yacho ma1 and hapana anozviona nekunzwa tsitsi cause mhuri dzavo dzorara mumafuro manyoro and vanofambira mudenga . Imagine Vasara kana vane mhuri ndiani achavaona. This is so horrific kana kwakutonaya kutomira panse cause building acho akaora hazvina kana order woshaya kuziva Mari dzirikuendepi naiwo mazig zag Aya. Mwari ngaationewo ma1

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*