Vaimbi ngavaite contribution kugadzirisa nyika vatimuridzirewo vaimbi valapiwa Mota ngavaite zvinoyamura nyika kwete kungoisa mari dzavo muhomwe nemhuri dzavo I've vachiwana support kuvanhu vasina zvavanoitira pedze vopiwa Mota varombo chambered hadziwani rubatsiro munyika kana cent old age from 70 years ngavapiwe 100 USA mwedzi wega wega mati kuchembere neharahwa from 70 years 100 usa pamunhu kwete kupa vana macheso vane mari dzavo migwagwa hakuna yakafa
Nyika yaora haisisina anoigadzira corruption yacho ma1 and hapana anozviona nekunzwa tsitsi cause mhuri dzavo dzorara mumafuro manyoro and vanofambira mudenga . Imagine Vasara kana vane mhuri ndiani achavaona. This is so horrific kana kwakutonaya kutomira panse cause building acho akaora hazvina kana order woshaya kuziva Mari dzirikuendepi naiwo mazig zag Aya. Mwari ngaationewo ma1
Turn the prophecy into a positive one Prophet ,King Hezekiah did it so should we
Chero ku Japan
Watanga
Zimbabwe yakungoda Mwari Period all these calamities are beyond humans now Mwari sungurai Zimbabwe. Ango marwadzo day by day.
So sad may their soul rest in peace chinobhowera zim mabuildings akavakwa nguva yehondoo
Dzimwe News dzirikuti zvaitika kuChinhoi imi moti Harare toziva zvipi😅😅😅
Sorry shuwa
Very sorry kune hama dzarasikirwa nhamo pamsoro penhamo yenyika shame
Vaimbi ngavaite contribution kugadzirisa nyika vatimuridzirewo vaimbi valapiwa Mota ngavaite zvinoyamura nyika kwete kungoisa mari dzavo muhomwe nemhuri dzavo I've vachiwana support kuvanhu vasina zvavanoitira pedze vopiwa Mota varombo chambered hadziwani rubatsiro munyika kana cent old age from 70 years ngavapiwe 100 USA mwedzi wega wega mati kuchembere neharahwa from 70 years 100 usa pamunhu kwete kupa vana macheso vane mari dzavo migwagwa hakuna yakafa
Very painful 💔 mmm ndarwadziwa hangu tofambirepi Mwari rangaririraiwo nyika yedu!
ZIG yachekeresa
Wikinero wikinero where are you please renovate the buildings than spending moneys pamota dzinofamba muma roads anema pot holes
Dai zvichingowira Ivo ve Zanu of vanozviita nzou
Zvakaoma zvakaoma
Dear God tarisaiwo Zimbabwe
Mvura yonaya zvirimwa zvakatsva
Kuwora kwema building apa munangagwa achipa vanhu mota nemari kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Shame zvinorwadza
Shame
Shame sad news
Shame Mwari pindirai nyka yedu….may their souls rest in eternal peace
So sad indeed
Rip varasikirwa nehupenyu Mwari anyaradze mhuri dzawo
Nyika yaora haisisina anoigadzira corruption yacho ma1 and hapana anozviona nekunzwa tsitsi cause mhuri dzavo dzorara mumafuro manyoro and vanofambira mudenga . Imagine Vasara kana vane mhuri ndiani achavaona. This is so horrific kana kwakutonaya kutomira panse cause building acho akaora hazvina kana order woshaya kuziva Mari dzirikuendepi naiwo mazig zag Aya. Mwari ngaationewo ma1
Rip may god help us Zimbabweans
Shame, may God comfort their families and friends
Marwadzo asingataurike
My condolences😢😢😢
Iii Mwari 🥺